Zviriko ndakaona imwe Hama yangu struggling to finish danga rake rehuku and l said marata asara apa akuda marii ndikuwedzerei he said $200 then l said will send you Sekuru mutenge mupedzise
Zvikanzi usatumire Mari iyoyo ndogona kuzoishandisa zvimwe enda unotenga wobva wangouya nawo kuno 😂😂ndikati baba vakajaidzwa awa never called him again!
@MunhuWekuziva_Tried linking umwe sahwira pane rimwe graft, told her kuti akande cv ne cover letter ozongopedza pa interview, only for her to say “chingogadzira cv ne cover letter zvacho i am a bit tied up”
Tied up?? Munhu asingaende kubasa? Toponda sei nhamo kana uchidaro nhai sahwira😭😭